Kugwamba: Kusiyanisana kwezvidzokororo
Mataridziko
Content deleted Content added
No edit summary |
No edit summary |
||
(Hapana kurakidzwa 4 zviongororo zvechipakati zvakaitwa na mushandisi) | |||
Mutsetse 4: | Mutsetse 4: | ||
*[[Kumandana]] (1. Congeal, 2. Coagulate, 3. Stick to each other). |
*[[Kumandana]] (1. Congeal, 2. Coagulate, 3. Stick to each other). |
||
*Izwi rokuti [[anga]] (freeze; congeal) rinotaurwa ku[[Kalanga]] richireva kugwamba kana [[kufriza]]. |
|||
==Mitauro yeBantu== |
|||
* |
*[[VaBemba]] vanoti '''tikama''' (freeze) kureva kuita chando kana [[kuanda]]. |
||
*[[MaZulu]] vanoti '''isigwamba''' (Any semi-fluid food become unduly thick (as porridge, sour milk) kureva [[kukoresa]] kwechidyo chakadai se[[bota]] kana [[mukaka]]. |
|||
*[[VaFwe]] vanoti '''ku-anda''' (v. freeze) vachireva kugwamba nechando. [[VaBukusu]] vanoti '''khuu-aanda''' (v. stick, adhere, get stuck). |
|||
[[Category:Fundoyetsimba]] |
[[Category:Fundoyetsimba]] |
Dzokororo yarizvino sekubva 00:11, 19 Ndira 2021
Muchidzidzo fundoyetsimba, kugwamba kana kutsingana zvinoreva kushanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve godo. Mutuvi unoshanduka kuva godo kana hujoto hwasvika kana kudzika pasi pechimiso chekugwamba - freezing point. Somuenzaniso, mvura inoshanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve magodo emvura (ice) kana hujoto hwasvika kana kudzika pasi pe 0oC.
- Kumandana (1. Congeal, 2. Coagulate, 3. Stick to each other).
- Izwi rokuti anga (freeze; congeal) rinotaurwa kuKalanga richireva kugwamba kana kufriza.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaBemba vanoti tikama (freeze) kureva kuita chando kana kuanda.
- MaZulu vanoti isigwamba (Any semi-fluid food become unduly thick (as porridge, sour milk) kureva kukoresa kwechidyo chakadai sebota kana mukaka.
- VaFwe vanoti ku-anda (v. freeze) vachireva kugwamba nechando. VaBukusu vanoti khuu-aanda (v. stick, adhere, get stuck).