[go: nahoru, domu]

Svetuka kuchirochemo

Kugwamba: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
Created page with "thumb|200px Muchidzidzo fundoyetsimba, '''kugwamba''' zvinoreva kushanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve godo. Mutuvi unoshanduka k..."
 
No edit summary
 
(Hapana kurakidzwa 7 zviongororo zvechipakati zvakaitwa na mushandisi)
Mutsetse 1: Mutsetse 1:
[[File:Freezing rain.jpg|thumb|200px]]
[[File:Freezing rain.jpg|thumb|200px]]


Muchidzidzo [[fundoyetsimba]], '''kugwamba''' zvinoreva kushanduka kubva pakuve [[mutuvi]] kuenda pakuve [[godo]]. Mutuvi unoshanduka kuva godo kana [[hujoto]] hwasvika kana kudzika pasi pechimiso chekugwamba - ''freezing point''. Somuenzaniso, mvura inoshanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve magodo emvura (ice) kana [[hujoto]] hwasvika kana kudzika pasi pe 0<sup>o</sup>C.
Muchidzidzo [[fundoyetsimba]], '''kugwamba''' kana [[kutsingana]] zvinoreva kushanduka kubva pakuve [[mutuvi]] kuenda pakuve [[godo]]. Mutuvi unoshanduka kuva godo kana [[hujoto]] hwasvika kana kudzika pasi pechimiso chekugwamba - ''freezing point''. Somuenzaniso, mvura inoshanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve magodo emvura (ice) kana [[hujoto]] hwasvika kana kudzika pasi pe 0<sup>o</sup>C.


*[[Kumandana]] (1. Congeal, 2. Coagulate, 3. Stick to each other).
*Izwi rokuti [[anga]] (freeze; congeal) rinotaurwa ku[[Kalanga]] richireva kugwamba kana [[kufriza]].


==Mitauro yeBantu==

*[[VaBemba]] vanoti '''tikama''' (freeze) kureva kuita chando kana [[kuanda]].
*[[MaZulu]] vanoti '''isigwamba''' (Any semi-fluid food become unduly thick (as porridge, sour milk) kureva [[kukoresa]] kwechidyo chakadai se[[bota]] kana [[mukaka]].
*[[VaFwe]] vanoti '''ku-anda''' (v. freeze) vachireva kugwamba nechando. [[VaBukusu]] vanoti '''khuu-aanda''' (v. stick, adhere, get stuck).


[[Category:Fundoyetsimba]]
[[Category:Fundoyetsimba]]

Dzokororo yarizvino sekubva 00:11, 19 Ndira 2021

Muchidzidzo fundoyetsimba, kugwamba kana kutsingana zvinoreva kushanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve godo. Mutuvi unoshanduka kuva godo kana hujoto hwasvika kana kudzika pasi pechimiso chekugwamba - freezing point. Somuenzaniso, mvura inoshanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve magodo emvura (ice) kana hujoto hwasvika kana kudzika pasi pe 0oC.

  • Kumandana (1. Congeal, 2. Coagulate, 3. Stick to each other).
  • Izwi rokuti anga (freeze; congeal) rinotaurwa kuKalanga richireva kugwamba kana kufriza.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaBemba vanoti tikama (freeze) kureva kuita chando kana kuanda.
  • MaZulu vanoti isigwamba (Any semi-fluid food become unduly thick (as porridge, sour milk) kureva kukoresa kwechidyo chakadai sebota kana mukaka.
  • VaFwe vanoti ku-anda (v. freeze) vachireva kugwamba nechando. VaBukusu vanoti khuu-aanda (v. stick, adhere, get stuck).