[go: nahoru, domu]

Svetuka kuchirochemo

Rinyanga

Kubva Wikipedia

Rinyanga (kureva Canopus; ka-no-pus; alpha carinae paChingezi ne Chiratini) kana Linyanga, ndiro nyeredzi inopenyesa muunganyeredzi ye Karina uye inyeredzi yechipiri inopenyesa mudenga re vusiku.

Nhoroondo

Munhoroondo ye Chivanhu iyo nyeredzi ya Rinyanga, yainzi 'nyanga', asi pano irikudanwa rinyanga kuti isayaniswe ne nzvimbo uye nezvimwe zvinhu zvinonzi nyanga, munyanga kana runyanga muChishona chamazuvaose.